RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb24 March p. 8
  • March 25-31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 25-31
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2024
mwb24 March p. 8

MARCH 25-31

PISAREMA 22

Rwiyo 19 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Musoja weRoma ari kuongorora nguo yaJesu yekunze, vamwe vaviri vachikanda mijenya.

Masoja ari kukanda mijenya kuti agovane nguo dzaJesu

1. Bhaibheri Rakagara Rataura Zvimwe Zvinhu Nezvekufa kwaJesu

(10 min.)

Jesu aizoita seasiyiwa naMwari (Pis 22:1; w11 8/15 15 ¶16)

Jesu aizoshorwa (Pis 22:​7, 8; w11 8/15 15 ¶13)

Vavengi vaJesu vaizogovana nguo dzake vachishandisa mijenya (Pis 22:18; w11 8/15 15 ¶14; ona mufananidzo uri pakavha)

Hanzvadzi yakagara pasi pemuti muparadhiso iine shumba. Imwe mhuka inonzi llama nevana vayo dziri kufura dziri pedyo.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Pisarema 22 rinondibatsira sei kuti ndive nechokwadi chekuti humwe uprofita hune chekuita naMesiya, hwakadai sehuri pana Mika 4:​4, huchazadziswa?’

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 22:22—Tingatevedzera munyori wePisarema iri munzira dzipi mbiri? (w06 11/1 29 ¶7; w03 9/1 20 ¶1)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

(4 min.) Pis 22:​1-19 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) PAIMBA NEIMBA. (lmd chidzidzo 4 pfungwa 4)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Dzokera kunoonamunhu waunozivana naye wawakakoka kuChirangaridzo akaratidza kufarira. (lmd chidzidzo 4 pfungwa 3)

6. Hurukuro

(5 min.) w20.07 12-13 ¶14-17—Musoro: Uprofita Huri muBhaibheri Hunotibatsira Sei Kuti Tive Nekutenda Kwakasimba? (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 95

7. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

(30 min.) bt chits. 7 ¶14-18, mabhokisi ari papeji 57-58

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 53 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe