RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 May p. 16
  • Ngwarira Vanhu Vakatsauka Pakutenda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ngwarira Vanhu Vakatsauka Pakutenda
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu reZvapupu zvaJehovha Nemutariri Wedunhu ra2025-2026
  • Zvaungaita Kana Usina Chokwadi Nezvimwe Zvinhu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2024
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2025-2026
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 May p. 16

KURARAMA KWECHIKRISTU

Ngwarira Vanhu Vakatsauka Pakutenda

Satani nevanhu vake vanowanzosanganisa chokwadi nenhema vachida kukanganisa kutenda kwedu. (2VaK 11:3) Ndizvo zvakaitwa nevaAsiriya. Pamwe pacho vakatotaura nhema chaidzo vachida kuodza mwoyo yevanhu vaJehovha. (2Mak 32:10-15) Ndizvo zvinoitwawo nevanhu vakatsauka pakutenda mazuva ano. Tinofanira kuita sei nezvavanotaura? Mashoko avo muchetura. Usaverenga zvavanonyora, usazvipindura uye usazviudza vamwe. Iva munhu akangwarira ukurumidze kuona zvinhu zvinoita kuti usava nechokwadi nezvaJehovha nesangano rake. Ramba mashoko iwayo uye siyana nawo!—Jud 3, 4.

Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi “‘Rwirai Zvakasimba Kutenda’!—Chidimbu.” Hama David Splane vari muDare Rinotungamirira.

ONA VHIDHIYO INONZI ‘RWIRAI ZVAKASIMBA KUTENDA’!​—CHIDIMBU, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Nei tichifanira kungwarira patinokurukura nevamwe paindaneti?

  • Tingashandisa sei zano riri pana VaRoma 16:17?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe