RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 May p. 12
  • June 19-25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 19-25
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 May p. 12

June 19-25

2 MAKORONIKE 34-36

  • Rwiyo 97 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Uri Kushandisa Zvaunenge Wadzidza muShoko raMwari Here?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mak 35:20-23—Iyambiro ipi yatinowana pane zvakaitika kuna mambo Josiya ainge akanaka? (w17.03 27 ¶15-17)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 35:1-14 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! mokurukura chikamu chakanzi “Zvaungaita Kuti Unyatsobatsirwa neZvidzidzo zveBhaibheri Zviri Mubhuku Rino.” (th chidzidzo 7)

  • Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muudze nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 11)

  • Hurukuro: (5 min.) w17.09 25-26 ¶7-10—Musoro: Ratidza Simba Rine Shoko raMwari Paunenge Uri Muushumiri. (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 96

  • “Uri Kuteerera Bhaibheri Rakarekodhwa Here?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 48 pfungwa 5, pfupiso, kudzokorora uye edza izvi

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 117 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe