RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 7
  • “Chengetedza Mwoyo Wako”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Chengetedza Mwoyo Wako”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2025-2026
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu reZvapupu zvaJehovha Nemutariri Wedunhu ra2025-2026
  • Kuverenga Bhaibheri Mazuva Ese Uye Kutsvaga Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 7

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Chengetedza Mwoyo Wako”

Jehovha akafemera Soromoni kunyora kuti: “Chengetedza mwoyo wako kupfuura zvinhu zvese zvaunochengetedza.” (Zvi 4:23) Zvinosuwisa kuti vanhu vaMwari, vaIsraeri, havana kuramba vachifamba pamberi paJehovha “nemwoyo yavo yese.” (2Mak 6:14) Kunyange Mambo Soromoni akarega madzimai ake ainamata vanamwari venhema achitsausa mwoyo wake kuti utevere vamwe vanamwari. (1Mad 11:4) Ungachengetedza sei mwoyo wako? Iyi ndiyo nyaya yaitaurwa mune imwe nyaya yekudzidza yaiva muNharireyomurindi yaJanuary 2019 papeji 14-19.

ONA VHIDHIYO INONZI ZVIDZIDZO ZVATINOWANA KUBVA MUNHARIREYOMURINDI—UNGACHENGETEDZA SEI MWOYO WAKO? WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

Zvinhu zvipi zvaigona kukanganisa kutenda kwevaKristu ava, uye nyaya iyi yekudzidza yakavabatsira sei kuti vachengetedze mwoyo yavo?

  • Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi Zvidzidzo Zvatinowana Kubva muNharireyomurindi—Ungachengetedza Sei Mwoyo Wako?.” Brent naLauren vanotaura zvakaitika kwavari.

    Brent naLauren

  • Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi Zvidzidzo Zvatinowana Kubva muNharireyomurindi—Ungachengetedza Sei Mwoyo Wako?” Umjay achiverenga bepa riri kushambadzirwa dzimba dziri kutengeswa.

    Umjay

  • Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi Zvidzidzo Zvatinowana Kubva muNharireyomurindi—Ungachengetedza Sei Mwoyo Wako?” Happy anotaura zvakaitika kwaari.

    Happy Layou

Nyaya iyi yekudzidza yakakubatsira sei?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe