RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 January p. 13
  • Ramba Uchifara Kunyange Paunotadza Kuita Zvaunenge Uchida

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ramba Uchifara Kunyange Paunotadza Kuita Zvaunenge Uchida
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Simbisa Chido Chako Chekuita Kuda kwaMwari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Batsirai Vechidiki Kuti Vabudirire
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mazano Akapiwa Mwanakomana Nababa Vake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 January p. 13

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ramba Uchifara Kunyange Paunotadza Kuita Zvaunenge Uchida

Dhavhidhi aida chaizvo kuvakira Jehovha temberi yakanaka (1Mak 17:1, 2; w06 7/15 19 ¶1)

Jehovha akaudza Dhavhidhi kuti haasiri iye aizovaka temberi yacho (1Mak 17:4)

Dhavhidhi akaramba akaisa pfungwa dzake pabasa raakanga apiwa naJehovha (1Mak 17:7; 18:14)

Mapikicha: 1. Hama yakaora iri pawiricheya iri kufema ichishandisa tengi reoxygen. 2. Hama iya iri kuparidzira munhu pachingoro.

Kana usingakwanisi kuita rimwe basa nemhaka yezera, utano kana kuti zvimwewo zvikonzero, ramba wakaisa pfungwa dzako pazvinhu zvaunokwanisa kuita.—Mab 18:5; w21.08 22-23 ¶11.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe