February 27–March 5
1 MAKORONIKE 20-22
Rwiyo 133 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Batsirai Vechidiki Kuti Vabudirire”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mak 21:15—Vhesi iyi inotidzidzisei nezvaJehovha? (w05 10/1 11 ¶7)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 20:1-8 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba pepa rekumukoka kumusangano uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 19)
Hurukuro: (5 min.) w16.03 10-11 ¶10-15—Musoro: Vechidiki—Fambirai Mberi Kusvika Mabhabhatidzwa. (th chidzidzo 16)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Shandisai Mazano eBhaibheri Kubatsira Vana Venyu Kuti Vabudirire”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 38 pfungwa 5 uye pfupiso, kudzokorora uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 5 Nemunyengetero