RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 September p. 16
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mushandirapamwe Wekutanga Zvidzidzo zveBhaibheri (September 1-30)
  • Paunoona Munhu Kekutanga
  • Paunodzokera
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 September p. 16
Mapikicha: 1. Murume nemudzimai vari kupa mumwe murume bhurocha ‘raRarama Nekusingaperi Uchifara!’ 2. Hanzvadzi iri kudzidzisa munhu Bhaibheri ichishandisa bhurocha. 3. Hama iri kudzidzisa mumwe murume ari mushopu Bhaibheri ichishandisa bhuku ‘raRarama Nekusingaperi Uchifara!’

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mushandirapamwe Wekutanga Zvidzidzo zveBhaibheri (September 1-30)

Mubvunzo: Zvinoita here kuti vanhu vararame nekusingaperi?

Rugwaro: Pis 37:29

Pekuzotangira: Tinganyatsobvuma zvinotaurwa neBhaibheri here?

Paunoona Munhu Kekutanga

Mubvunzo: Ndekupi kwatingawana mazano anobatsira muupenyu?

Rugwaro: 2Ti 3:16, 17

Pekuzotangira: Zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi here?

Paunodzokera

Mubvunzo: Zvinotaurwa neBhaibheri ndezvechokwadi here?

Rugwaro: Job 26:7

Pekuzotangira: Ndeipi mimwe mibvunzo inopindurwa neBhaibheri?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe