RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 September p. 15
  • Zvatingaita Takamirira Rumuko

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvatingaita Takamirira Rumuko
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Paunofirwa Nehama Yako
    Dzimwe Nyaya
  • Jesu Akaputirwa Nejira Riri kuTurin Here Paakavigwa?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Rumuko—Dzidziso Ine Chokuita Newe
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Tariro Yorumuko—Inorevei Kwauri?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 September p. 15
Amai vari kugamuchira mwana wavo amutswa muParadhiso.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvatingaita Takamirira Rumuko

Patinofirwa, tariro yerumuko inotinyaradza. Asi kunyange zvakadaro, chivi nerufu zvakaita sechifukidziro chinotitadzisa kufema. (Isa 25:7, 8) Ndicho chimwe chikonzero nei “zvisikwa zvese zviri kungogomera pamwe chete uye zviri kurwadziwa pamwe chete.” (VaR 8:22) Zvii zvatingaita kuti tisanyanya kusurukirwa nekufirwa takamirira rumuko? MuShoko raMwari mune mazano anogona kutibatsira.

ONA VHIDHIYO INONZI PAUNOFIRWA NEHAMA YAKO, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Zvinhu zvipi zvinorwadza zvakaitika kuna Danielle, Masahiro naYoshimi?

  • Vakabatsirwa sei nemazano 5 ataurwa muvhidhiyo?

  • Ndiani anogona kutinyaradza kupfuura vamwe vese?—2VaK 1:3, 4

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe