RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 6
  • March 28–April 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 28–April 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 6

March 28–April 3

1 SAMUERI 18-19

  • Rwiyo 36 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ramba Uchizvininipisa Paunenge Uchibudirira”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 19:23, 24—Zvingangodaro zvairevei kuti Mambo Sauro ‘akaita semuprofita?’ (it-2-E 695-696)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 18:25–19:7 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kukurira Tsika Dzisina Kuchena”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kukurira Tsika Dzisina Kuchena.

  • Hurukuro: (5 min.) km 1/03 1—Musoro: Basa Rinoda Kuzvininipisa. (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 31

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 22 ¶23-31, bhokisi 22A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 2 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe