RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 6
  • Ramba Uchizvininipisa Paunenge Uchibudirira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ramba Uchizvininipisa Paunenge Uchibudirira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Mirira Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Jehovha Anofunga Zvakanakira Vamwe
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Kuteerera Kunokunda Chibayiro
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Uchenjeri Hwakaratidzwa naDhavhidhi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ramba Uchizvininipisa Paunenge Uchibudirira

Dhavhidhi akarumbidzwa nevanhu (1Sa 18:5-7; w04 4/1 15 ¶4)

Jehovha akaita kuti Dhavhidhi abudirire pane zvese zvaaiita (1Sa 18:14)

Dhavhidhi akaramba achizvininipisa (1Sa 18:22, 23; w18.01 28 ¶6-7)

Mapikicha: 1. Hama iri kupa hurukuro pagungano. 2. Hama iri kurumbidzwa nevamwe, asi iri kuramba kupiwa mbiri.

Nei tichifanira kuramba tichizvininipisa pese patinokomborerwa naJehovha? Chii chichatibatsira kuti tirambe tichizvininipisa?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe