RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 4
  • “Kurwa ndekwaJehovha”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Kurwa ndekwaJehovha”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • “Kurwa ndokwaJehovha”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
  • Akamirisana Nezihofori
    Famba naMwari Neushingi
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Ramba Uchizvininipisa Paunenge Uchibudirira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 4
Goriyati akamira kumashure kwemutakuri wake wezvombo achishora Dhavhidhi.

Dhavhidhi achida kurwisana naGoriyati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Kurwa ndekwaJehovha”

Zvinhu zvakasangana naDhavhidhi muupenyu uye kuziva kwaaiita Jehovha ndizvo zvakaita kuti ave nekutenda (1Sa 17:36, 37; wp16.5 11 ¶2-3)

Dhavhidhi haana kuzvienzanisa naGoriyati asi akaenzanisa Goriyati naJehovha (1Sa 17:45-47; wp16.5 11-12)

Jehovha akaita kuti Dhavhidhi akunde muvengi aityisa uye aiva nesimba (1Sa 17:48-50; wp16.5 12 ¶4; ona mufananidzo uri pakavha)

Murume ari kurasa fodya mubhini.

Dzimwe nguva tinosangana nezvinhu zvakaoma muupenyu zvakadai sekutambudzwa. Tinogonawo kuomerwa nekusiya tsika dzakaipa dzatinenge tiinadzo. Patinoona sekuti zvinhu izvi zvakanyanya kukura zvekuti hatingazvikundi tiri tega, ngatiyeukei kuti zvidiki kana tichienzanisa nesimba rina Jehovha.—Job 42:1, 2.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe