RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 4
  • March 21-27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 21-27
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 4

March 21-27

1 SAMUERI 16-17

  • Rwiyo 7 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kurwa ndekwaJehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 16:14—Zvinorevei kuti Sauro akatambudzwa ‘nemweya wakaipa waibva kuna Jehovha’? (it-2-E 871-872)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 16:1-13 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (2 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 11)

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (3 min.) Koka munhu waunoshanda naye, waunodzidza naye kuchikoro kana kuti weukama wawakamboparidzira. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera: (3 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. (th chidzidzo 4)

  • Paunodzokera: (3 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu. (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 150

  • “Zvinhu Zvitatu Zvinotibatsira Kuti Tivimbe naJehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Nei Pasina Chikonzero Chekuti Titye Kutambudzwa?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 22 ¶10-22

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 13 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe