RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 8
  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nemhuka?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nemhuka?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anogova Nyika Zvakanaka
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mhuka
    Mukai!—2015
  • Jehovha Anorwira vaIsraeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 8

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nemhuka?

Munhu paaiona mhuka inenge ichida kubatsirwa aifanira kuibatsira (Dhe 22:4; it-1-E 375-376)

Shiri ine manyana yaisafanira kuitirwa utsinye (Dhe 22:6, 7; it-1-E 621 ¶1)

Mhuka mbiri dzakasiyana dzaisafanira kuiswa pajoko pamwe chete (Dhe 22:10; w03 10/15 32 ¶1-2)

Mombe yakasungwa pajoko rimwe chete nedhongi. Joko racho harina kuenzana nekuti mhuka dzacho dzakasiyana.

Mabatiro atinoita mhuka anokosha kuna Jehovha. Hatifaniri kuitira mhuka utsinye kana kungonakidzwa nekudziuraya.—Zvi 12:10

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe