RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 9
  • Usatevedzera Vaya Vasina Kuvimbika

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Usatevedzera Vaya Vasina Kuvimbika
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Kukunda Denho Yokuvimbika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • “Ndimi Mega Makavimbika”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Kubatira Nokuvimbika Nesangano raJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Tarirai Vakavimbika!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 9
Pasi pachivhurika pachimedza vaIsraeri vainge vapanduka.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Usatevedzera Vaya Vasina Kuvimbika

Kora, Dhatani, naAbhiramu vakaratidza kusavimbika kuna Jehovha nekupandukira urongwa hwake. Jehovha akaparadza vapanduki vacho nevanhu vese vakavatsigira. (Nu 16:26, 27, 31-33) Zvii zvingaita kuti tive pamuedzo wekutadza kuramba takavimbika kuna Jehovha? Mienzaniso ipi yemuBhaibheri ichatibatsira kuti tisatevedzera vaya vasina kuvimbika?

ONA VHIDHIYO INONZI USATEVEDZERA VANHU VASINA KUVIMBIKA, WOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Usatevedzera Vanhu Vasina Kuvimbika.’ Nadia achifungidzira mumwe mukomana achimutambidza doro vari papati.

    Nadia akasangana nemuedzo upi, uye muenzaniso upi wakashata wakamubatsira kuti arambe akavimbika?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Usatevedzera Vanhu Vasina Kuvimbika.’ Hama isiri kufara ichifungisisa zvinhu zviri kuinetsa.

    Imwe hama yainge yakaora mwoyo yakasangana nemuedzo upi, uye muenzaniso upi wakashata wakaibatsira kuti irambe yakavimbika?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Usatevedzera Vanhu Vasina Kuvimbika.’ Terrance achifungidzira achitaura nehanzvadzi yakarambana nemurume vari panopakwa mota paImba yeUmambo.

    Terrance akasangana nemuedzo upi, uye muenzaniso upi wakashata wakamubatsira kuti arambe akavimbika?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Usatevedzera Vanhu Vasina Kuvimbika.’ Hama yechidiki iri kutarisa link yayatumirwa nemumwe munhu ine chekuita nekubheja.

    Imwe hama yakasangana nemuedzo upi kuchikoro, uye muenzaniso upi wakashata wakaibatsira kuti irambe yakavimbika?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe