RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 10
  • April 5-11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 5-11
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 10

April 5-11

NUMERI 17-19

  • Rwiyo 80 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ini Ndini . . . Nhaka Yako”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Nu 18:19—Mashoko ekuti “sungano yemunyu ichagara iripo” anorevei? (g02-E 6/8 14 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 18:1-13 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (4 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Jesu—Mt 20:28. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ratidza saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 6)

  • Hurukuro: (5 min.) w18.01 18 ¶4-6—Musoro: Nei Tichipa Jehovha? (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 117

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 7 ¶8-15, bhokisi 7A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 7 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe