RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 August p. 4
  • Imbira Jehovha Uchimurumbidza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Imbira Jehovha Uchimurumbidza
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Farirai Tariro Youmambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Imbirai Jehovha Rumbidzo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Imba Nemufaro!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Nzvimbo Yenziyo Mukunamata Kwazvino Uno
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 August p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 15-16

Imbira Jehovha Uchimurumbidza

15:1, 2, 11, 18, 20, 21

Nziyo dzine zvadzinoita pamafungiro edu. Kuimba ndechimwe chikamu chinokosha pakunamata kwedu Jehovha.

  • Mozisi nevaIsraeri vachiimbira Jehovha pavakanunurwa.

    Mozisi nevaIsraeri vakaimbira Jehovha pavakanunurwa paGungwa Dzvuku

  • VaRevhi vachiridza mabhosvo vachiimbira Jehovha.

    Mambo Dhavhidhi akasarudza varume 4 000 kuti vashande patemberi, vamwe vachiridza zviridzwa vamwe vachiimba

  • Jesu nevaapostora vake vakatendeka vachiimbira Jehovha.

    Usiku hwekupedzisira asati afa, Jesu nevaapostora vake vakatendeka vakaimbira Jehovha nziyo dzekumurumbidza

Mikana ipi yandiinayo yekuimba ndichirumbidza Jehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe