RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 August p. 4
  • August 10-16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 10-16
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 August p. 4

August 10-16

EKSODHO 15-16

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Imbira Jehovha Uchimurumbidza”: (10 min.)

    • Eks 15:1, 2​—Mozisi nevarume vechiIsraeri vakaimbira Jehovha vachimurumbidza (w95 10/15 11 ¶11)

    • Eks 15:11, 18​—Jehovha akakodzera kuti timurumbidze (w95 10/15 11-12 ¶15-16)

    • Eks 15:20, 21​—Miriyemu nevakadzi vechiIsraeri vakaimbira Jehovha vachimurumbidza (it-2-E 454 ¶1; 698)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 16:13​—Chii chingave chakaita kuti Jehovha asarudze kupa vaIsraeri zvihuta pavaiva murenje? (w11 9/1 14)

    • Eks 16:32-34​—Chirongo chemana chaichengeterwa pai? (w06 1/15 31)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 16:1-18 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Hanzvadzi Choto vashandisa sei mibvunzo zvakanaka? Varatidza sei kushanda kunoita rugwaro?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 81

  • “Rumbidza Jehovha Nekupayona”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Hanzvadzi Nhatu dzekuMongolia. Itai kuti hama kana hanzvadzi iri kupayona kana kuti yakambopayona iuye kuchikuva moibvunza mibvunzo inotevera: Matambudziko api amakasangana nawo? Makomborero api amakawana?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 127, bhokisi “Munda Weropa”

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 16 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe