RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 July p. 6
  • Paseka—Zvainoreva kuvaKristu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Paseka—Zvainoreva kuvaKristu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Chii Chinonzi Paseka?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Dambudziko Rechi10
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • ‘Ichi Chichava Chiyeuchidzo Kwamuri’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Kubva paSeder Kuenda Kuruponeso
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 July p. 6
Mhuri yechiIsraeri yakamira ichidya Paseka vava kuda kubuda muIjipiti.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 12

Paseka—Zvainoreva kuvaKristu

12:5-7, 12, 13, 24-27

Kuti vaIsraeri vasawirwa nedambudziko rechi10, vaifanira kuteerera zvavainge vaudzwa naJehovha. (Eks 12:28) Pausiku hwaNisani 14, mhuri dzaifanira kuungana mudzimba dzadzo. Vaifanira kuuraya gondohwe kana kuti mbudzi hono yakanaka ine gore. Ropa racho raifanira kusaswa nechekumusoro kwesuo nepamagwatidziro. Vaizofanira kugocha mhuka yacho yese vodya nyama yacho nekukurumidza. Hapana aifanira kubuda mumba macho kusvikira mangwanani.—Eks 12:9-11, 22.

Kuteerera kunotibatsira sei mazuva ano?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe