July 27–August 2
EKSODHO 12
Rwiyo 20 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Paseka—Zvainoreva kuvaKristu”: (10 min.)
Eks 12:5-7—Zvairehwa negwayana rePaseka (w07 1/1 20 ¶4)
Eks 12:12, 13—Zvairehwa neropa raisaswa pamagwatidziro (it-2-E 583 ¶6)
Eks 12:24-27—Zvatinodzidza kubva paPaseka (w13 12/15 20 ¶13-14)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Eks 12:12—Matambudziko akawira vaIjipiti kunyanya dambudziko rechi10, anoratidza sei kuti vanamwari vavo venhema vainge vasina simba? (it-2-E 582 ¶2)
Eks 12:14-16—Mitambo mitsvene yakadai seMutambo Wechingwa Chisina Mbiriso yainge yakasiyana sei nemimwe mitambo, uye yaibatsira sei vaIsraeri? (it-1-E 504 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri nezvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 12:1-20 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 2)
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire magazini ichangobva kubudiswa inotaura nezvenyaya yamanga muchikurukura. (th chidzidzo 6)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 16 ¶21-22 (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Jehovha Anodzivirira Vanhu Vake”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kushanyira Miziyamu iri kuWarwick: “Vanhu Vezita raJehovha”.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 125
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 129 Nemunyengetero