RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 June p. 8
  • Kushandisa Kwatingaita Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kushandisa Kwatingaita Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Kushandisa Kwatingaita Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Kutanga Kukurukura Nevanhu Tichishandisa Maturakiti
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 June p. 8

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kushandisa Kwatingaita Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzekuenzanisira dzava nenguva dzichibudiswa pakavha yeUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa. Tingashandisa sei mharidzo idzi?

Hanzvadzi iri kupa hurukuro pamusangano wepakati pevhiki.

Kana Uine Hurukuro: Unofanira kushandisa mubvunzo, rugwaro uye pekuzotangira zviri pamharidzo yekuenzanisira. Asi izvi hazvirevi kuti unofanira kunyatsotevedzera mashoko ari muvhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira. Unogona kupa mharidzo yacho nenzira yakasiyana, kushandisa sumo yakasiyana, kukurukura pfungwa yacho neimwe nzira uye zvimwewo. Unogona kupa chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa, kunyange zvazvo mirayiridzo yechikamu chacho isiri kuti udaro.

Hanzvadzi imwe chete iyoyo iri muushumiri ichiverengera mumwe mukadzi vhesi yeBhaibheri.

Kana Uri Muushumiri: Mharidzo dzekuenzanisira dzakagadzirirwa kuti dzitibatsire. Kana munhu akaratidza kuti anonyatsofarira uye achida kuziva zvakawanda, unogona kuenderera mberi nekukurukura naye zvimwe uchishandisa mharidzo yekuenzanisira yepaunodzokera. Unogona kuti chinjei mharidzo dzekuenzanisira kana kuti kutoshandisa dzimwewo mharidzo. Vanhu vari mundima yaunogara vanogona kufarira nyaya yaiva mumharidzo yekuenzanisira yemwedzi wadarika here kana kuti imwewo vhesi? Vanhu vekwaunogara vanonyanya kufarira kutaura nyaya inenge ichangobva kuitika here kana kuti zvakabuda munhau? Pasinei nekuti uchashandisa sei mharidzo dzekuenzanisira, chinangwa chako chinofanira kuva ‘chekuita zvinhu zvese nekuda kwemashoko akanaka, kuti uazivise vamwe.’—1VaK 9:22, 23.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe