Mozisi naAroni vanotaura naFarao
Mharidzo Dzekuenzanisira
●○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGAa
Mubvunzo: Tiri kurarama mumazuva ekupedzisira here?
Rugwaro: 2Ti 3:1-5
Pekuzotangira: Chii chichazoitika kana mazuva ekupedzisira apera?
○● PAUNODZOKERA
Mubvunzo: Chii chichazoitika kana mazuva ekupedzisira apera?
Rugwaro: Zva 21:3, 4
Pekuzotangira: Tinofanira kuita sei kuti tizowana makomborero anovimbiswa naMwari?
a Kutanga mwedzi uno, kuchange kwava nemharidzo yepaunoona munhu kekutanga neyepaunodzokera chete.