RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 June p. 6
  • “Ndichava Zvandinenge Ndasarudza Kuva”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ndichava Zvandinenge Ndasarudza Kuva”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Zvazvinoreva Kuziva Zita raMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Murume Nomukadzi—Vakasikirwa Kuti Vabatsirane
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • “Onai! Uyu Ndiye Mwari Wedu!”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Hama Dzechidiki​—⁠Ivai Neushamwari Hwakasimba naJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 June p. 6
Mozisi akapfugama akavhara chiso chake kuti asaona gwenzi riri kupfuta.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 1-3

“Ndichava Zvandinenge Ndasarudza Kuva”

3:13, 14

Jehovha akadzidzisa Mozisi chinhu chinokosha nezvekuti ndiMwari akaita sei. Jehovha anova chero chinenge chichidiwa zvichienderana nemamiriro ezvinhu anenge aripo kuti azadzise chinangwa chake, asi anozviita zvichienderana nezvaanoti ndizvo zvakarurama. Sezvinongoita mubereki, Jehovha anova chero chinenge chichidiwa kuti achengete vana vake.

Zvii zvandakaitirwawo naJehovha muupenyu hwangu?

Mufananidzo: Baba vari kuitira mhuri yavo mabasa akasiya siyana. 1. Vanotaura nevamwanakomana wavo asati arara. 2. Vari kuongorora rugwaro rwezuva nemudzimai wavo uye mwanakomana wavo. 3. Vari kudzidzisa mwanakomana wavo kuchovha bhasikoro.
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe