RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 June p. 6
  • June 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 June p. 6

JUNE 22-28

EKSODHO 1-3

  • Rwiyo 7 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ndichava Zvandinenge Ndasarudza Kuva”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raEksodho.]

    • Eks 3:13—Mozisi aida kuziva zvinorehwa nezita raJehovha uye kuti ainyatsova ani (w13 3/15 24 ¶4)

    • Eks 3:14—Jehovha anova chero chinenge chichidiwa kuti azadzise chinangwa chake (kr 43, bhokisi)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Eks 2:10—Nei mwanasikana waFarao akakwanisa kurera Mozisi semwana wake? (g04 4/8 22 ¶1)

    • Eks 3:1—Jetro aiva mupristi pakudii? (w04 3/15 24 ¶4)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 2:11-25 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 16)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire magazini ichangobva kubudiswa inotaura nezvenyaya yaafarira. (th chidzidzo 12)

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w02 6/15 11 ¶1-4—Musoro: Chimwe Chinhu Chikuru Kupfuura Upfumi hweIjipiti. (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 2

  • Iva Shamwari yaJehovha—Zita raJehovha: (6 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo. Kana zvichiita, painopera kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva movabvunza kuti: Zita raJehovha rinorevei? Jehovha akasikei? Jehovha anogona kukubatsira sei?

  • Zita raMwari Rinokudzwa muScandinavia: (9 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo. Kana yapera bvunzai vateereri kuti: Nei zita raMwari raingozivikanwa nevanhu vashoma gore ra1500 risati rasvika? Zita rekuti Jehovha rakatanga sei kushandiswa muScandinavia? Nei uchifarira Shanduro Yenyika Itsva?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 120

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 104 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe