June 29–July 5
EKSODHO 4-5
Rwiyo 3 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ndichava Newe Paunenge Uchitaura”: (10 min.)
Eks 4:10,13—Mozisi ainzwa sekuti haakwanisi kuita basa raainge apiwa (w10 10/15 13-14)
Eks 4:11, 12—Jehovha akavimbisa Mozisi kuti aizomubatsira (w14 4/15 9 ¶5-6)
Eks 4:14, 15—Jehovha akaita kuti Aroni abatsire Mozisi (w10 10/15 14)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Eks 4:24-26—Nei Zipora akadana Jehovha kuti “muroori weropa”? (w04 3/15 28 ¶4)
Eks 5:2—Farao airevei paakati aisaziva Jehovha? (it-2-E 12 ¶5)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eks 4:1-17 (th chidzidzo 12)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano. (th chidzidzo 2)
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri. (th chidzidzo 4)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 100 ¶15-16 (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kushandisa Kwatingaita Mharidzo Dzekuenzanisira”: (5 min.) Kukurukurirana.
“Unogona Kuparidza Nekudzidzisa!”: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Iva Neushingi . . . Muparidzi.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 121
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 73 Nemunyengetero