RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 April p. 6
  • Kushamwaridzana Nevanhu Vakaipa Kwakazokonzera Matambudziko

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kushamwaridzana Nevanhu Vakaipa Kwakazokonzera Matambudziko
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Kukurukurirana Zvinhu Zvomudzimu Kunovaka
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Kuda Kufanana Nevezera Rako uye Ropafadzo Yako Yokuparidza
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2000
  • Shamwaridzana Nevanhu Vanoda Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Ida Vaya Vanodiwa naMwari
    “Rambai Muri Murudo rwaMwari”
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 April p. 6
Hama iri kunwa madhiringi nevainoshanda navo vapedza basa. Iri kuteerera nemwoyo wese pavari kutaura zvavanofarira zvakadai sezvekupfeka, mavideo game, mari, uye mafoni.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 34-35

Kushamwaridzana Nevanhu Vakaipa Kwakazokonzera Matambudziko

34:1, 2, 7, 25

Kunyange zvazvo vavakidzani vedu, vatinoshanda navo kana kuti vatinodzidza navo vangava nehumwe unhu hwakanaka, zvinoreva here kuti ivo ishamwari dzakanaka? Chii chingatibatsira kuziva kana munhu ari shamwari yakanaka kana kuti yakaipa?

  • Kushamwaridzana nevanhu ivavo kunondibatsira kuti ndiwedzere kuswedera pedyo naJehovha here?

  • Zvavanotaura zvinoratidza kuti vanokoshesa chii?​—Mt 12:34

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Shamwari dzangu dziri kuita kuti ndive neushamwari hwakaita sei naJehovha?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe