RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 April p. 6
  • April 27–May 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 27–May 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 April p. 6

APRIL 27–MAY 3

GENESISI 34-35

  • Rwiyo 28 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kushamwaridzana Nevanhu Vakaipa Kwakazokonzera Matambudziko”: (10 min.)

    • Ge 34:1​—Dhina aiwanzoenda kunotandara nevasikana vechiKenani (w97 2/1 30 ¶4)

    • Ge 34:2​—Shekemu akabata Dhina chibharo (lvs 124 ¶14)

    • Ge 34:7, 25​—Simiyoni naRevhi vakauraya Shekemu nevarume vese vaiva muguta rake (w09 9/1 21 ¶1-2)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 35:8​—Dhibhora aiva ani uye tinodzidzei kubva kwaari? (it-1-E 600 ¶4)

    • Ge 35:22-26​—Tinoziva sei kuti mutsara wedzinza raizouya naMesiya waisatevera kodzero yeudangwe? (w17.12 14)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 34:1-19 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Zvii zvaitwa naElise kuti asvike pamwoyo wasaimba? Tingatanga sei chidzidzo cheBhaibheri tichishandisa bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei?

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 13)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) fg chidzidzo 4 ¶6-7 (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 40

  • “Rasa Vanamwari Venhema”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi “Rwisa Dhiyabhorosi.”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 112

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe