RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 March p. 6
  • Jakobho Anoroora

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jakobho Anoroora
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Mukoma Nomunun’una Vaishungurudzika “Vakavaka Imba yaIsraeri”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Jakobho Aikoshesa Zvinhu Zvinokosha Pakunamata
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Jakobho Ane Mhuri Huru
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Jakobho Anoenda Harani
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 March p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 29-30

Jakobho Anoroora

29:18-28

Murume nemudzimai vari kukurukura, vakabatana maoko uye vakagara pedyo nepedyo. Bhaibheri rakavhurwa riri pedyo navo.

Jakobho aisaziva matambudziko aaizosangana nawo paaizoroora. Rakeri naReya, vakavengana. (Ge 29:32; 30:1, 8) Pasinei nematambudziko aakasangana nawo, Jakobho akaona kuti Jehovha aigara achimubatsira. (Ge 30:29, 30, 43) Vana vake vakazova rudzi rwevaIsraeri.​—Rut 4:11.

Mazuva ano, vaya vanosarudza kuroora kana kuroorwa vachasangana nematambudziko. (1VaK 7:28) Asi vanogona kufara uye kuva newanano inobudirira kana vakavimba naJehovha uye vakashandisa mazano ari muBhaibheri.​—Zvi 3:5, 6; VaE 5:33.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe