February 17-23
GENESISI 18-19
Rwiyo 1 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“‘Mutongi Wenyika Yese’ Anoparadza Sodhomu neGomora”: (10 min.)
Ge 18:23-25—Abrahamu aiva nechokwadi chekuti Jehovha anotonga zvakarurama (w17.04 18 ¶1)
Ge 18:32—Jehovha akataura kuti aisazoparadza Sodhomu kana maizowanika vanhu 10 vakarurama (w18.08 30 ¶4)
Ge 19:24, 25—Jehovha akaparadza Sodhomu neGomora nekuti vagari vemo vaiita zvakaipa (w10 11/15 26 ¶12)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ge 18:1, 22—Jehovha ‘akazviratidza’ kuna Abrahamu uye ‘akasara ainaye’ sei? (w88 5/15 23 ¶4-5)
Ge 19:26—Nei mukadzi waRoti akava “shongwe yemunyu”? (w19.06 20 ¶3)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 18:1-19 (th chidzidzo 12)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Muparidzi asuma sei rugwaro zvakanaka? Anyatsoratidza sei kushanda kwerugwaro rwacho?
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)
Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei? mokurukura mifananidzo iri papeji 98. (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Uri Kubatsirwa neKuongorora Magwaro Zuva Nezuva Here?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Musada Nyika (1Jo 2:15).
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 104
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 2 Nemunyengetero