RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 February p. 6
  • “Mutongi Wenyika Yese” Anoparadza Sodhomu neGomora

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mutongi Wenyika Yese” Anoparadza Sodhomu neGomora
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Mibvunzo Inobva Kuvaravi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
  • Gadzirira Kununurwa Ndokupinda Munyika Itsva
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Vimba ‘neMutongi Wenyika Yese’ Ane Tsitsi!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2024
  • Yeuka Mudzimai waRoti
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 February p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 18-19

“Mutongi Wenyika Yese” Anoparadza Sodhomu neGomora

18:23-25, 32; 19:24, 25

Tinodzidzei kubva pane zvakaitwa naJehovha kumaguta eSodhomu neGomora?

  • Jehovha haazorambi achiregera zvakaipa zvichiitika

  • Vaya vanoita zvinodiwa naMwari ndivo vachapona pazuva rekutonga riri kuuya.​—Ru 17:28-30

Hama yechidiki ichiramba kudaidzwa kwairi kuitwa nevanhu vasiri Zvapupu kuti vanwe doro, kusvuta uye kubheja.

ZVIBVUNZE KUTI: ‘Ndinoshungurudzika netsika dzakafumuka dzevanhu vakaipa vari munyika here?’ (2Pe 2:7) ‘Mararamiro andinoita zuva nezuva anoratidza kuti ndinokoshesa kuita zvinodiwa naJehovha here?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe