RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 December p. 5
  • Hondo yaMwari Ichapedza Hondo Dzese

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Hondo yaMwari Ichapedza Hondo Dzese
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Ndiani Achatungamirira Rudzi Rwomunhu Kurugare?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Rugare Rwechokwadi—Rwunobva Mumanyukoi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Rugare Rusingagumi Ruchauya Rini Chaizvoizvo?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • Amagedhoni—Hondo yaMwari Yokupedza Hondo Dzose
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 December p. 5
Jesu, aine bakatwa refu riri kubuda mukanwa make, uye mauto ake ekudenga akatasva mabhiza machena

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVAKAZARURWA 17-19

Hondo yaMwari Ichapedza Hondo Dzese

19:11, 14-16, 19-21

Nei Jehovha, “Mwari werudo newerugare,” akatuma mwanakomana wake, “Muchinda weRugare,” kuti azorwa hondo?​—2VaK 13:11; Isa 9:6.

  • Jehovha naJesu vanoda zvakarurama uye vanovenga zvakaipa

  • Rugare ruchavapo nekusingaperi kana vakaipa vaparadzwa

  • Uto raMwari rekudenga ‘rinorwa zvakarurama,’ sezvinoratidzwa nemabhiza machena nenguo dzejira jena rakanaka uye rakachena

Tingaitei kuti tizopona pahondo iyi inokosha?​—Zef 2:3

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe