RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 December p. 5
  • December 23-29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 23-29
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 December p. 5

December 23-29

ZVAKAZARURWA 17-19

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Hondo yaMwari Ichapedza Hondo Dzese”: (10 min.)

    • Zva 19:11, 14-16​—Mwari achatonga zvakarurama achishandisa Jesu Kristu (w08 4/1 8 ¶3-4; it-1-E 1146 ¶1)

    • Zva 19:19, 20​—Chikara nemuprofita wenhema zvichaparadzwa (re 286 ¶24)

    • Zva 19:21​—Vanhu vese vanopikisa uchangamire hwaMwari vachaparadzwa (re 286 ¶25)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zva 17:8​—“Chikara chaimbovapo, uye hachisisipo, asi chichavapo” sei? (re 247-248 ¶5-6)

    • Zva 17:16, 17​—Tinoziva sei kuti chitendero chenhema hachisi kuzongoparara chega? (w12 6/15 18 ¶17)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zva 17:1-11 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 8)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) jl chidzidzo 8 (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 150

  • Ndipeiwo Ushingi: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yerwiyo runonzi Ndipeiwo Ushingi. Kana yapera bvunzai kuti: Ndepapi patinofanira kuratidza ushingi? Inyaya dzipi dzemuBhaibheri dzinoita kuti uve neushingi? Ndiani ari kutibatsira? Pedzisai nekukumbira vateereri kuti vasimuke voimba rwiyo runonzi “Ndipeiwo Ushingi.”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 96

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 136 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe