RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 December p. 6
  • December 30, 2019–January 5, 2020

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 30, 2019–January 5, 2020
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 December p. 6

December 30–January 5, 2020

ZVAKAZARURWA 20-22

  • Rwiyo 146 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Inzwa! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva”: (10 min.)

    • Zva 21:1​—“Denga rekare nenyika yekare zvakanga zvisisipo” (re 301 ¶2)

    • Zva 21:3, 4​—“Zvinhu zvekutanga zvapfuura” (w13 12/1 11 ¶2-4)

    • Zva 21:5​—Zvakavimbiswa naJehovha zvichatoitika (w03 8/1 12 ¶14)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Zva 20:5​—“Vamwe vese vakafa” vachava vapenyu pachapera makore 1 000 pakudii? (it-2-E 249 ¶2)

    • Zva 20:14, 15​—Chii chinonzi “gungwa remoto”? (it-2-E 189-190)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Zva 20:1-15 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda pakupindura mubvunzo wawakasiya pawakadzokera kechipiri uye ipa saimba pepa rekumukoka kumisangano. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera Kechitatu: (4 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda pakupindura mubvunzo wawakasiya pawakadzokera kechipiri uye muratidze chero bhuku ratinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri. (th chidzidzo 9)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) jl chidzidzo 12 (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 57

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kuita Kuti Mharidzo Yedu Ienderane Nasaimba”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 97

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 80 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe