RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 October p. 6
  • October 28–November 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 28–November 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 October p. 6

October 28–November 3

2 PETRO 1-3

  • Rwiyo 114 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ramba Uchifunga Nezvekuvapo Kwezuva raJehovha”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra2 Petro.]

    • 2Pe 3:9, 10​—Zuva raJehovha harizononoki (w06 12/15 27 ¶11)

    • 2Pe 3:11, 12​—Ngatifungei kuti tinofanira kuva vanhu vakaita sei (w06 12/15 19 ¶18)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 2Pe 1:19​—Ndiani anonzi “nyeredzi yemangwanani,” akabuda riini, uye tinoziva sei kuti izvi zvakaitika? (w08 11/15 22 ¶2)

    • 2Pe 2:4​—Chii chinonzi “Tatarosi,” uye ngirozi dzakapanduka dzakakandwa imomo riini? (w08 11/15 22 ¶3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2Pe 1:1-15 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 7)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 154-155 ¶3-4 (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 96

  • “Unokoshesa Shoko raMwari Zvakadii?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Vakakoshesa Bhaibheri​—Nzwisa (William Tyndale).

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 88 ¶12-19

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 49 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe