PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 PETRO 1-3
“Ramba Uchifunga Nezvekuvapo Kwezuva raJehovha”
Jehovha achatonga zvakarurama panguva yake yaakaronga. Zvatinoita zvinoratidza here kuti tagadzirira kuuya kwezuva raJehovha?
Kuva ‘nemararamiro matsvene uye kuita mabasa ekuzvipira kuna Mwari’ kunorevei?
Tinofanira kudzidza kunyatsotsanangura chokwadi patinoshorwa uye kuva netsika dzakanaka
Tinofanira kuramba tichiita zvinhu zvekunamata kunyange patinenge tiri tega