RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 October p. 2
  • Ratidza Uchenjeri Hunobva Kuna Mwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ratidza Uchenjeri Hunobva Kuna Mwari
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • “Uchenjeri Hunobva Kumusoro” Huri Kushanda Muupenyu Hwako Here?
    Swedera Pedyo naJehovha
  • “Ndiani Akachenjera uye Anonzwisisa Pakati Penyu?”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Purogiramu Itsva yeGungano Redunhu
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • “Munhu Awana Uchenjeri Une Mufaro”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 October p. 2
Hanzvadzi iri kufungisisa zvayaverenga muBhaibheri, yofunga payakambopopotedzana neimwe hanzvadzi, uye inobva yaenda kunoyanana nayo

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JAKOBHO 3-5

Ratidza Uchenjeri Hunobva Kuna Mwari

3:17

Uchenjeri hunobva kuna Jehovha hunobatsira. Hunogona kutibatsira kuti tive nerugare nevatinonamata navo. Kana tiine uchenjeri hunobva kuna Mwari, zvichaoneka nemaitiro edu.

ZVIBVUNZE KUTI: ‘Paunhu uhu hunoratidza uchenjeri hunobva kuna Mwari ndehupi hwandakaratidza munguva pfupi yadarika? Zvii zvandingaita kuti ndiwedzere kuratidza humwe hwacho?’

  • Kuchena

  • Rugare

  • Kunzwisisa

  • Kuteerera

  • Kuva netsitsi uye kuita mabasa akanaka

  • Kusasarura

  • Kusanyengera

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe