RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 October p. 2
  • October 7-13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 7-13
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 October p. 2

October 7-13

JAKOBHO 3-5

  • Rwiyo 50 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ratidza Uchenjeri Hunobva Kuna Mwari”: (10 min.)

    • Jak 3:17​—Uchenjeri hunobva kuna Mwari hwakachena uye hune rugare (cl 222 ¶9-10)

    • Jak 3:17​—Uchenjeri hunobva kuna Mwari hunonzwisisa, hunoda kuteerera, uye huzere netsitsi nemabasa akanaka (cl 223-224 ¶12; 224-225 ¶14-15)

    • Jak 3:17​—Uchenjeri hunobva kuna Mwari hahusaruri uye hahunyengeri (cl 226-227 ¶18-19)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jak 4:5​—Jakobho ari kutaura nezverugwaro rupi? (w08 11/15 20 ¶6)

    • Jak 4:11, 12​—Nei zvichinzi munhu “anotaura zvakaipa pamusoro pehama yake anenge achishora mutemo”? (w97 11/15 20-21 ¶8)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jak 3:1-18 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusiyanisa Inzwi, mobva makurukura navo chidzidzo 10 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w10 9/1 23-24​—Musoro: Nei tichifanira kureurura zvivi zvedu uye tinoreurura kuna ani? (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 53

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 86 ¶8-17

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 125 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe