RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 October p. 3
  • October 14-20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 14-20
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 October p. 3

October 14-20

1 PETRO 1-2

  • Rwiyo 29 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Munofanira Kuva Vatsvene”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra1 Petro.]

    • 1Pe 1:14, 15​—Zvido zvedu uye zvatinoita zvinofanira kuratidza kuti tiri vatsvene (w17.02 9 ¶5)

    • 1Pe 1:16—Tinoedza kutevedzera Mwari wedu mutsvene (lvs 77 ¶6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1Pe 1:10-12​—Tingaita sei kuti tishande nesimba tichitevedzera ngirozi nevaprofita vekare? (w08 11/15 21 ¶8)

    • 1Pe 2:25​—Ndiani Mutariri Mukuru? (it-2-E 565 ¶3)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1Pe 1:1-16 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 28

  • Iva Shamwari yaJehovha​—Rongedza Zvinhu Zvako: (6 min.) Ratidzai vhidhiyo. Kana yapera, kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva movabvunza kuti: Jehovha akaronga sei zvinhu zvake? Chii chinoita kuti mvuu dzigare dzakachena? Nei uchifanira kurongedza mumba mako?

  • “Jehovha Anoda Vanhu Vakachena”: (9 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Mwari Anoda Vanhu Vakachena.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 87

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 39 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe