PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAHEBHERU 1-3
Ida Kururama Uvenge Kusateerera Mutemo
Jesu anoda kururama uye anovenga chero chii hacho chingaita kuti Baba vake vazvidzwe.
Tingaratidza sei kuti tinodawo zvakarurama sezvaiita Jesu
kana tikasangana nemuedzo weunzenza?
kana munhu wemumhuri akadzingwa?