RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 August p. 7
  • August 26–September 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 26–September 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 August p. 7

August 26–September 1

VAHEBHERU 4-6

  • Rwiyo 5 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ita Zvese Zvaunogona Kuti Upinde Muzororo raMwari”: (10 min.)

    • VaH 4:1, 4​—Ziva zuva raMwari rekuzorora (w11 7/15 24-25 ¶3-5)

    • VaH 4:6​—Teerera Jehovha (w11 7/15 25 ¶6)

    • VaH 4:9-11​—Usavimba nemafungiro ako (w11 7/15 28 ¶16-17)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaH 4:12​—“Shoko raMwari” riri kutaurwa pano nderipi? (w16.09 13)

    • VaH 6:17, 18​—“Zvinhu zviviri zvisingachinji” zvinotaurwa mumavhesi aya ndezvipi? (it-1-E 1139 ¶2)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaH 5:1-14 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) lvs 228-229 ¶7-8 (th chidzidzo 12)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 75

  • “Haazokanganwi Mabasa Akanaka Atinoita”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuzvipira Kuti Uite Basa repaBheteri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 81

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 12 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe