RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 August p. 6
  • August 19-25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 19-25
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 August p. 6

August 19-25

VAHEBHERU 1-3

  • Rwiyo 35 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ida Kururama Uvenge Kusateerera Mutemo”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raVaHebheru.]

    • VaH 1:8​—Jesu anotonga ‘netsvimbo yekururama’ (w14 2/15 5 ¶8)

    • VaH 1:9​—Jesu anoda kururama uye anovenga kusateerera mutemo (w14 2/15 4-5 ¶7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaH 1:3​—Jesu akagara achingoratidza unhu hwaJehovha nenzira yakafanana here? (it-1-E 1185 ¶1)

    • VaH 1:10-12​—Nemhaka yei muapostora Pauro akashandisa mashoko ari pana Pisarema 102:25-27 achireva Jesu Kristu? (it-1-E 1063 ¶7)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaH 1:1-14 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 4)

  • Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe pepa rekumukoka kumisangano, wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 121

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 80

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 101 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe