RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 August p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
  • ○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA
  • ○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 August p. 1
Hama nehanzvadzi dziri kushanda nesimba paBheteri kuWallkill, New York

Hama nehanzvadzi dziri kushanda nesimba paBheteri rekuWallkill, kuNew York

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Pachazombova here nenguva yekuti vanhu vanenge vasisarwari?

Rugwaro: Isa 33:24

Pekuzotangira: Dambudziko rekushaya zvekudya richapera here?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Dambudziko rekushaya zvekudya richapera here?

Rugwaro: Pis 72:16

Pekuzotangira: Hama dzedu dzakafa tichazombodziona here?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Hama dzedu dzakafa tichazombodziona here?

Rugwaro: Joh 5:28, 29

Pekuzotangira: Chii chinoita kuti tive nechokwadi chekuti zvinovimbiswa neBhaibheri zvichaitika?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe