RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 August p. 2
  • August 5-11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 5-11
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 August p. 2

August 5-11

2 TIMOTI 1-4

  • Rwiyo 150 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mwari Haana Kutipa Mweya Weumbwende”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra2 Timoti.]

    • 2Ti 1:7​—Paunosangana nematambudziko ‘iva nepfungwa dzakanaka’ (w09 5/15 15 ¶9)

    • 2Ti 1:8​—Usanyara nemashoko akanaka (w03 3/1 9 ¶7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 2Ti 2:3, 4​—Tingaratidza sei kuti hatina kunyura “mumabasa ekutengeserana eupenyu”? (w17.07 10 ¶13)

    • 2Ti 2:23​—Tingaita sei kuti ‘tirambe nharo dzisina basa uye dzisina musoro’? (w14 7/15 14 ¶10)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2Ti 1:1-18 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Mienzaniso Inodzidzisa, mobva makurukura navo chidzidzo 8 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w14 7/15 13 ¶3-7​—Musoro: Vanhu vaJehovha Vanoramba Sei “Zvinhu Zvisina Kururama”? (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 85

  • “Shamwaridzana Nevanhu Vanoda Jehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Dzidza Kuramba Ushamwari Hwakaipa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 78

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 126 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe