RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 April p. 7
  • Jehovha—“Mwari Wekunyaradza Kwese”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha—“Mwari Wekunyaradza Kwese”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Nyaradzo Inobva Kuna “Mwari Wokunyaradza Kwose”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • “Chemai Nevanhu Vanochema”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Nyaradza Vanochema
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Vimba naJehovha, “Mwari Wokunyaradza Kwose”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 April p. 7
Vanhu vari pachipatara

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 VAKORINDE 1-3

Jehovha​—“Mwari Wekunyaradza Kwese”

1:3, 4

Imwe nzira inoshandiswa naJehovha kutinyaradza iungano yechiKristu. Ndezvipi zvimwe zvatingaita kuti tinyaradze vanenge vakafirwa?

  • Vateerere usingavadimbudziri

  • ‘Chema nevanochema.’​—VaR 12:15.

  • Vatumire kadhi, tsamba, kana kuti meseji uchitaura mashoko anokurudzira.​—w17.07 15, bhokisi

  • Nyengetera uinavo uye vanyengeterere paunenge uri wega

Vakawanda vakanyaradzwa nemavhesi aya:

  • “Jehovha ari pedyo nevaya vakaora mwoyo; anoponesa vaya vakasuruvara.”​—Pis 34:18

  • “Pandakawandirwa nezvaindidya mwoyo, [Jehovha] makandinyaradza uye makandizorodza.”​—Pis 94:19

  • “Ishe wedu Jesu Kristu naMwari Baba vedu, avo vakatida, ndokutipa nyaradzo isingaperi netariro yakanaka vachishandisa nyasha dzavo, ngavanyaradze mwoyo yenyu vachikusimbisai.”​—2VaT 2:16, 17

Munhu ari kunyora vhesi inonyaradza mukadhi
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe