RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 April p. 7
  • April 29–May 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 29–May 5
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 April p. 7

April 29–May 5

2 VAKORINDE 1-3

  • Rwiyo 44 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha​—‘Mwari Wekunyaradza Kwese’”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra2 VaKorinde.]

    • 2VaK 1:3​—Jehovha ‘ndiBaba vengoni huru’ (w17.07 13 ¶4)

    • 2VaK 1:4​—Kunyaradzwa kwatinoitwa naJehovha kunoita kuti tinyaradze vamwe (w17.07 15 ¶14)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 2VaK 1:22​—Chii chinonzi “chekufanobata” chinopiwa muKristu akazodzwa, uye “chisimbiso” chaanoiswa naMwari? (w16.04 32)

    • 2VaK 2:14-16​—Muapostora Pauro angadaro airevei paakataura ‘nezvekufamba mumudungwe sevanhu vakunda’? (w10 8/1 23)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2VaK 3:1-18 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 52-53 ¶3-4 (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 86

  • “Dzidziswa naJehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Makomborero Atakawana Nekudzidziswa Kwatakaitwa naJehovha.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 64

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 130 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe