RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 March p. 2
  • Zvinorehwa Nekuratidza Rudo rwechiKristu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvinorehwa Nekuratidza Rudo rwechiKristu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Rudo rwaMwari Rwakavimbika
    Imbirai Jehovha
  • Rudo rwaMwari Rwusingachinji
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • “Musadzorera Chakaipa Nechakaipa Kuna Ani Naani Zvake”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 March p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAROMA 12-14

Zvinorehwa Nekuratidza Rudo rwechiKristu

12:10, 17-21

Kana tikatadzirwa, hatingogumiri pakurega kudzorera asi kuti tinototsvaga mikana yekuitira munhu wacho zvinhu zvakanaka. “Kana muvengi wako aine nzara, mupe zvokudya; kana aine nyota, mupe chimwe chinhu kuti anwe; nokuti nokuita izvi uchatutira marasha anopisa pamusoro wake.” (VaR 12:20) Kana tikaitira zvakanaka munhu anenge atitadzira, munhu iyeye anogona kuzozvidemba nezvaakaita.

Hanzvadzi inoitirwa zvakaipa newainoshanda nayo, anotaura nemumwe mukuru nezvazvo, uye mangwana acho anoitira munhu uya zvakanaka

Wakanzwa sei pawakatadzira mumwe munhu usina kuzvironga asi achibva atokuregerera uye achibva atokuitira zvinhu zvakanaka?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe