RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 18
  • Rudo rwaMwari Rwakavimbika

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rudo rwaMwari Rwakavimbika
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Rudo rwaMwari Rwusingachinji
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rudo rwaMwari Rwokuvimbika
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Unobatsirwa Sei Nerudo rwaJehovha Rusingachinji?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Nomukadzi Patsime
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 18

Rwiyo 18

Rudo rwaMwari Rwakavimbika

Rakaprindwa

(Isaya 55:1-3)

1. She Jehovha rudo.

Izvi zvinotifadza.

Akatumira Jesu

Kuzotidzikinura,

Tiwane kururama,

Upenyu nomufaro.

(KORASI)

Nhai imi mune nyota,

Uyai munwe mvura

Inwai mune nyota;

Muone tsitsi dzake.

2. She Jehovha rudo!

To’na nebasa rake.

To’nazve rudo rwake,

Paakagadza Kristu

Azadzise sungano.

Umambo hwa’kutonga.

(KORASI)

Nhai imi mune nyota,

Uyai munwe mvura

Inwai mune nyota;

Muone tsitsi dzake.

3. She Jehovha rudo.

Nesuwo tive narwo.

Tibatsire vanyoro

Vanoda kururama.

Tive vanotya Mwari,

Tivanyaradze vose.

(KORASI)

Nhai imi mune nyota,

Uyai munwe mvura

Inwai mune nyota;

Muone tsitsi dzake.

(Onawo Pis. 33:5; 57:10; VaEf. 1:7.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe