RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 March p. 3
  • March 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 March p. 3

March 11-17

VAROMA 15-16

  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tarisa Kuna Jehovha Kuti Akubatsire Kutsungirira Uye Akunyaradze”: (10 min.)

    • VaR 15:4—Verenga Shoko raMwari kuti rikunyaradze (w17.07 14 ¶11)

    • VaR 15:5—Kumbira Jehovha kuti akubatsire ‘kutsungirira uye akunyaradze’ (w16.04 14 ¶5)

    • VaR 15:13—Jehovha anotipa tariro (w14 6/15 14 ¶11)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaR 15:27—VaKristu vakanga vasiri vaJudha vaiva ‘nechikwereti’ chei nevaKristu vekuJerusarema? (w89 12/1 24 ¶3)

    • VaR 16:25—Chii chinonzi “chakavanzika chitsvene chakaramba chakanyararwa kwenguva dzisingaperi”? (it-1-E 858 ¶5)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 15:1-16 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 10)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 129

  • Jehovha Anopa Sei “Kutsungirira Nenyaradzo”?: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho iri pachikamu chakanzi BHAIBHERI. Kana yapera, kurukurai navo mibvunzo iyi:

    • Wadzidzei kana uri iwe uri kunyaradzwa?

    • Wadzidzei kana uri iwe uri kunyaradza?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 58

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 34 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe