RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 December p. 3
  • December 10-16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 10-16
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 December p. 3

December 10-16

MABASA 12-14

  • Rwiyo 60 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Bhanabhasi naPauro Vanoparidza Kunzvimbo Dziri Kure”: (10 min.)

    • Mab 13:2, 3​—Jehovha akasarudza Bhanabhasi naSauro kuti vaite basa rinokosha (bt 86 ¶4)

    • Mab 13:12, 48; 14:1—Vakabudirira pakushanda nesimba kwavakaita (bt 95 ¶5)

    • Mab 14:21, 22​—Bhanabhasi naPauro vakasimbisa vadzidzi vatsva (w14 9/15 13 ¶4-5)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mab 12:21-23​—Tinodzidzei kubva pane zvakaitika kuna Herodhi? (w08 5/15 32 ¶7)

    • Mab 13:9​—Nei Sauro ‘ainziwo Pauro’? (“Sauro, anonziwo Pauro” uye “Pauro” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mab 13:9, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mab 12:1-17

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Hurukuro: (6 min. zvichidzika) bt 78-79 ¶8-9—Musoro: Nyengeterera Hama Dzako Dzaunonamata Nadzo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 65

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kubatsira Vane ‘Mafungiro Akanaka’ Kuti Vave Vadzidzi”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha Mwari Achakubatsira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 45

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 55 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe