RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 December p. 3
  • Bhanabhasi naPauro Vanoparidza Kunzvimbo Dziri Kure

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhanabhasi naPauro Vanoparidza Kunzvimbo Dziri Kure
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Bharnabhasi—“Mwanakomana Wokunyaradza”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
  • “Mwanakomana Wekunyaradza”
    Famba naMwari Neushingi
  • “Vakaramba Vachizadzwa Nemufaro Nemweya Mutsvene”
    Kupa “Uchapupu Hwakasimba nezveUmambo hwaMwari”
  • Vanhu vaJehovha Vanosimbiswa Mukutenda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 December p. 3
Pauro naBhanabhasi vari pamberi paSegiyo Paurosi

Pauro naBhanabhasi vari pamberi paSegiyo Paurosi

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MABASA 12-14

Bhanabhasi naPauro Vanoparidza Kunzvimbo Dziri Kure

13:12, 48; 14:1, 21, 22

Kunyange zvazvo vaipikiswa zvakasimba, Bhanabhasi naPauro vakashanda nesimba pakubatsira vanhu vaida kugamuchira chokwadi

  • Vakaparidzira vanhu vemarudzi ese

  • Vakakurudzira vadzidzi vatsva ‘kuti varambe vari mukutenda’

Hatizivi kuti ndivanaani vane ‘mafungiro akanaka okuti vave noupenyu husingaperi.’ Saka hatifaniri kusarura uye dzimwe nguva tingatofanira kuparidzira vanhu kakawanda.

Ndiani wandingaudza kuti ndinoda kudzidza naye Bhaibheri vhiki rino?

Ndingakurudzira sei vaKristu vandinonamata navo ‘kuti varambe vari mukutenda’?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe