RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 October p. 7
  • Jesu Akapupurira Chokwadi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jesu Akapupurira Chokwadi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • VaKristu Vanonamata Nomudzimu Nechokwadi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • Jesu Kristu, Chapupu Chakatendeka
    Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
  • Vakadzidziswa Kupupurira Kwazvo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Kutsvakirei Zvokwadi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 October p. 7

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 18-19

Jesu Akapupurira Chokwadi

18:36-38a

Jesu akapupurira chokwadi nezvezvinangwa zvaMwari

  • NEZVAAITAURA: Akashingaira kuparidza chokwadi nezveUmambo hwaMwari

  • NEZVAAIITA: Mararamiro ake akazadzisa zvakanga zvataurwa neuprofita

Sevateveri vaJesu, isuwo tinopupurira chokwadi

  • NEZVATINOTAURA: Tinoshingaira kuparidza mashoko akanaka nezveUmambo hwaMwari kunyange patinenge tichisekwa

  • NEZVATINOITA: Tinoratidza kuti tinotsigira kutonga kwaJesu nekusatsigira zvenyika uye nekurarama zvinoenderana nezvinodiwa naMwari

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Vamwe vanoona here kuti mararamiro andinoita anoratidza kuti ndinopupurira chokwadi?’

Hanzvadzi dziri kuratidza mumwe mukadzi vhidhiyo; hama iri kuparidzira murume ari pagaraji; mhuri iri kunakidzwa nekuita kunamata kwemhuri; hanzvadzi iri kuparidzira wainoshanda nayo
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe